Dhuteronomi 16:19
Dhuteronomi 16:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musatsauka pakururamisira uye musaita rusarura. Musagamuchira fufuro, nokuti fufuro rinopofumadza meso owakachenjera uye rinominamisa mashoko avakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16Dhuteronomi 16:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usakanganisa pakutonga kwako, usatsaura vanhu, usagamuchira fufuro, nokuti fufuro inopofumadza meso avakangwara, nokuminamisa mashoko avakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16Dhuteronomi 16:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usatsaudzire pakutonga. Rega kunyara maziso avanhu. Usagamuchire pfumbamuromo nokuti pfumbamuromo inodzimaidza munhu ane ungwaru, inopa kuti munhu akarurama ataure zvake zvisizvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16