Dhuteronomi 18:12
Dhuteronomi 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anoita zvinhu izvi anonyangadza pamberi paJehovha, uye nokuda kwetsika idzi dzinonyangadza Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi pamberi penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18Dhuteronomi 18:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vose vanoita zvinhu izvi vanonyangadza Jehovha; nokuda kwezvinonyangadza izvi Jehovha Mwari wako unovadzinga pamberi pako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18Dhuteronomi 18:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Tenzi haambodi zvake ani naani anoita zvakaipa zvakadai. Pamusana pezviito zvinosemesa izvozvi Tenzi Mwari wenyu ari kufanokudzingirai marudzi avanhu iwayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18