Dhuteronomi 23:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
Dhuteronomi 23:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ukarega kuita mhiko, haungavi nemhosva.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 BDSCDhuteronomi 23:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ukarega hako kupika, hazvingavi zvivi kwauri.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SNA2002Dhuteronomi 23:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi kana ukarega hako kupika, haɀiŋgaʋi ɀiʋi kwauri.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SUB1949Dhuteronomi 23:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ukarega kupika mhiko hachisi chitadzo kwauri.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLBDhuteronomi 23:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi ukarega kupika mhiko hachisi chitadzo kwauri.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLBD