Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 23:23 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 23:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uchenjerere kuti uite zvose zvaunotaura nomuromo wako, nokuti wakaita mhiko nokuda kwako kuna Jehovha Mwari wako nomuromo wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 BDSC

Dhuteronomi 23:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Uchenjere kuti uite sezvawakataura; sezvawapikira Jehovha Mwari wako, chiri chipo chokuda kwako, chawakapikira nomuromo wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SNA2002

Dhuteronomi 23:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ucenjere kuti uite seɀawakataura; seɀawakapikira Jehova Mŋari wako, ciri cipo cokuɗa kwako, cawakapikira nomuromo wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SUB1949

Dhuteronomi 23:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nyatsoita nomazvo zvaunenge wataura nomuromo wako nokuti wakatsidzira Tenzi Mwari wako mhiko nomuromo wako pasina kumanikidzwa.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLB

Dhuteronomi 23:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nyatsoita nomazvo zvaunenge wataura nomuromo wako nokuti wakatsidzira Tenzi Mwari wako mhiko nomuromo wako pasina kumanikidzwa.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 23 SCLBD