Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 26:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 26:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uye Jehovha azvireva nhasi kuti imi muri vanhu vake, pfuma yake inokosha sezvaakavimbisa, uye kuti imi muchachengeta mirayiro yake.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 26 BDSC

Dhuteronomi 26:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

NaJehovha wakakupikisa iwe kuti uchava rudzi rwake chairwo, sezvaakakupikira, uye kuti uchachengeta mirairo yake yose

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 26 SNA2002

Dhuteronomi 26:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

NaJehova wakakupikisa iwe kuti ucaʋa rudzi rwake cairwo, seɀaakakupikira, ʋuye kuti ucaceŋgeta mirairo yake yose

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 26 SUB1949

Dhuteronomi 26:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi abvumawo nhasi kuti imi ndimi vanhu vake chaivoivo sokukutaurirai kwaakaita uye kuti muchachengeta mitemo yake yose.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 26 SCLB

Dhuteronomi 26:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi abvumawo nhasi kuti imi ndimi vanhu vake chaivoivo sokukutaurirai kwaakaita uye kuti muchachengeta mitemo yake yose.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 26 SCLBD