Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 28:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 28:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha achakutumira kuropafadzwa pamatura ako uye nepane zvose zvauchabata namaoko ako. Jehovha Mwari wako achakuropafadza munyika yaari kukupa.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 BDSC

Dhuteronomi 28:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Jehovha ucharaira kuti uropafadzwe pamatura ako, napazvose zvaunobata namaoko ako; uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SNA2002

Dhuteronomi 28:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jehova ucaraira kuti uropafadzwe pamatura ako, napaɀose ɀaunoɓata namaʋoko ako; ucakuropafadza panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SUB1949

Dhuteronomi 28:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Tenzi achakomborera basa rako. Achazadza matura ako. Achakukomborera munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SCLB

Dhuteronomi 28:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Tenzi achakomborera basa rako. Achazadza matura ako. Achakukomborera munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SCLBD