Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 30:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 30:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino zvandiri kukurayirai nhasi hazvina kunyanya kukuomerai kana kuva kure nemi.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 30 BDSC

Dhuteronomi 30:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti murayiro uyu wandinokuraira nhasi haungakuremeri zvikuru, uye hauzi kure.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 30 SNA2002

Dhuteronomi 30:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti murairo uyu wandinokuraira nhasi hauŋgakuremeri ɀikuru, ʋuye hauzi kure.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 30 SUB1949

Dhuteronomi 30:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Ndinodaro nokuti mutemo uyu wandiri kukupa nhasi uno hausi mutemo wakanyanya kukuomera, uye hausi kure newe.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 30 SCLB

Dhuteronomi 30:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Ndinodaro nokuti mutemo uyu wandiri kukupa nhasi uno hausi mutemo wakanyanya kukuomera, uye hausi kure newe.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 30 SCLBD