Dhuteronomi 4:30
Dhuteronomi 4:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muchinge matambudzika uye zvinhu zvose izvi zvaitika kwamuri, ipapo pamazuva achatevera muchadzoka kuna Jehovha Mwari wenyu mugomuteerera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4Dhuteronomi 4:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana uri munjodzi, zvinhu izvi zvose zvakuwira, pamazuva okupedzisira uchadzokera kuna Jehovha Mwari wako, ukaterera izwi rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4Dhuteronomi 4:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana mava mumatambudziko, zvose izvozvi zvakuwanai muchadzokera zvenyu kuna Tenzi Mwari wenyu moteerera izwi rake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4