Dhuteronomi 4:9
Dhuteronomi 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvichenjererei, mugonyatsozvichengetedza kuitira kuti murege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nameso enyu kana kuzvirega zvichibuda mumwoyo menyu mazuva ose oupenyu hwenyu. Muzvidzidzise nokuvana venyu.
Dhuteronomi 4:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvichenjererei, mushingaire kuchengeta mweya yenyu, kuti murege kukanganwa zvinhu zvamakona nameso enyu, zvirege kuzobva pamwoyo yenyu mazuva ose oupenyu hwenyu; asi munofanira kuzvizivisa vana venyu navana vavana venyu
Dhuteronomi 4:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chasara kwamuri ndechichi, chingwarirai kuti murege kukanganwa muupenyu hwenyu hwose, zvamakaona zvirege kubuda muhana dzenyu. Taurirai vana venyu navana vavana venyu
Dhuteronomi 4:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi ɀicenjererei, mushiŋgaire kuceŋgeta mŋeya yenyu, kuti murege kukaŋganwa ɀinhu ɀamakaʋona nameso enyu, ɀirege kuzobva pamŋoyo yenyu mazuʋa ose oʋupenyu bgenyu; asi munofanira kuɀiziʋisa ʋana ʋenyu naʋana ʋaʋana ʋenyu