Dhuteronomi 5:21
Dhuteronomi 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usachiva mudzimai womuvakidzani wako. Usachochora imba kana munda womuvakidzani wako, muranda kana murandakadzi wake, nzombe kana mbongoro kana chimwe chinhu chomuvakidzani wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5Dhuteronomi 5:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Uye usachiva mukadzi wowokwako; uye usachochora imba yowokwako, kana munda wake, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana mombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chinhu chowokwako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5Dhuteronomi 5:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usachive mukadzi womumwe wako. Usachive imba yake, kana munda wake, kana munhu anomushandira murume kana mukadzi, kunyange nzombe yake, kana dhongi rake, kana chii zvacho chomumwe wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5Dhuteronomi 5:21 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋuye usaciʋa mukadzi wowokwako; ʋuye usacocora imba yowokwako, kana munda wake, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana ŋombe yake, kana mboŋgoro yake, kana cimŋe cinhu cowokwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5