Dhuteronomi 6:15
Dhuteronomi 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti Jehovha Mwari wenyu ari pakati penyu ndiMwari ane godo uye hasha dzake dzichapisa pamusoro penyu, uye achakuparadzai kubva pamusoro penyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti Jehovha Mwari wako, ari pakati pako, ndiMwari ane godo; kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira, akuparadze panyika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Tenzi Mwari wako ndiMwari weshanje.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6