Dhuteronomi 6:7
Dhuteronomi 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvisimbisei kuvana venyu. Taurai pamusoro payo kana mugere mudzimba dzenyu uye kana muchifamba munzira, kana muchivata pasi uye kana muchimuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
unofanira kushingaira kuadzidzisa vana vako, nokuataura kana ugere mumba mako, kana uchifamba munzira, kana uchivata pasi, kana uchimuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nyatsoidzidzisa vana vako. Uitaure wataurazve ugere mumba mako, napaunenge uchifamba munzira, napaunenge urere pasi, napaunomuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6