Dhuteronomi 8:11
Dhuteronomi 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha Mwari wako uchirega kuchengeta zvaakarayira, mirayiro yake nemitemo yake yandinokupai nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha Mwari wako, ukasachengeta mirairo yake, nezvaakatonga, nezvaakatema, zvandinokuraira nhasi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Chenjerera kuti ungadaro ukazokanganwa Tenzi Mwari wako, worega kuchengeta zvirevo nemitemo nemirao yake yandiri kukuudza nhasi uno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8