Dhuteronomi 8:18
Dhuteronomi 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi urangarire Jehovha Mwari wako, nokuti ndiye anokupa simba rokuita upfumi, naizvozvo achisimbisa sungano yake, yaakapikira madzitateguru enyu, sezvazviri nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi unofanira kurangarira Jehovha Mwari wako, nokuti ndiye unokupa simba rokupfuma; kuti asimbise sungano yake, yaakapikira madzibaba ako, sezvaanoita nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo unofanira kurangarira Tenzi Mwari wako nokuti ndiye anokupa simba rinokuwanisa upfumi. Anoita izvi kuti achengete chitenderano chaakapika kumadzitateguru ako sezvazviri pari nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8