Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 9:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhuteronomi 9:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

PaHorebhi makamutsa hasha dzaJehovha zvokuti akatsamwa zvokuda kukuparadzai.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 9 BDSC

Dhuteronomi 9:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

NapaHorebhu makatsamwisa Jehovha, Jehovha akakutsamwirai, akada kukuparadzai.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 9 SNA2002

Dhuteronomi 9:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

NapaHorebi makatsamŋisa Jehova, Jehova akakutsamŋirai, akaɗa kukuparadzai.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 9 SUB1949

Dhuteronomi 9:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kunyange paGomo reHorebhu wakashatirisa Tenzi, Tenzi akaratidza kushatirwa kwake akada kukuparadza.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 9 SCLB

Dhuteronomi 9:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kunyange paGomo reHorebhu wakashatirisa Tenzi, Tenzi akaratidza kushatirwa kwake akada kukuparadza.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 9 SCLBD