Muparidzi 10:10
Muparidzi 10:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana simbi yagomara, munhu akasairodza, anofanira kunyanya kubata nesimba; asi uchenjeri hunobatsira pakururamisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 10Muparidzi 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana demo rakagomara uye rikasarodzwa, panodiwa simba rakawanda, asi unyanzvi hunouyisa kubudirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 10Muparidzi 10:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana demo rakagomara pamusana pokuti harina kurodzwa, kurishandisa unofanira kutoita nesimba rakawanda. Pakadai ungwaru ndihwo hunoita kuti munhu abudirire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 10