Muparidzi 12:1-2
Muparidzi 12:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rangarirawo Musiki wako pamazuva oujaya hwako, mazuva akaipa asati asvika, namakore asati avapo; zuva nechiedza, nomwedzi, nenyeredzi zvisati zvasvibiswa, makore achidzoka kana mvura yapfuura
Muparidzi 12:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rangarira Musiki wako pamazuva ouduku hwako, mazuva okutambudzika asati auya, namakore asati aswedera pauchati, “Handioni zvinofadza maari,” zuva nechiedza uye nomwedzi nenyeredzi zvisati zvadzima, uye makore asati adzoka mushure mokunaya kwemvura
Muparidzi 12:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Yeuka musiki wako uchiri muduku, mazuva akaipa asati asvika, mazuva auchazoti, “Handiafariri asati asvika;” zuva nechiedza nomwedzi nenyenyedzi zvisati zvasviba makore asati adzoka mushure mokunaya kwomvura
Muparidzi 12:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Raŋgarira ʋo Musiki wako pamazuʋa oʋujaya bgako, mazuʋa akaipa asati aȿika, namakore asati aʋa’po, paŋguʋa yaucazoti: Handifariri iɀoɀo; zuʋa neciedza, nomŋedzi, nenyeredzi ɀisati ɀaȿiɓiswa, makore acidzoka kana mvura yapfuʋura
Muparidzi 12:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Yeuka musiki wako uchiri muduku, mazuva akaipa asati asvika, mazuva auchazoti, “Handiafariri asati asvika;” zuva nechiedza nomwedzi nenyenyedzi zvisati zvasviba makore asati adzoka mushure mokunaya kwomvura