Muparidzi 12:13
Muparidzi 12:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino shoko guru pazvose zvatanzwa, heri, “Itya Mwari, uchengete mirairo yake; nokuti ndizvo zvakafanira vanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12Muparidzi 12:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino zvose zvanzwikwa; houno mugumo wenyaya yacho: Itya Mwari uchengete mirayiro yake, nokuti iri ndiro basa rose romunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12Muparidzi 12:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuchipedzisa muchidimbu, zvose zvanzwika. Itya Mwari uchengete mitemo yake ndiro basa romunhu rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12