Muparidzi 3:14
Muparidzi 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari zvichagara nokusingaperi; hapana chingawedzerwa pazviri uye hapana chingabviswa pazviri. Mwari anozviita kuti vanhu vamukudze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3Muparidzi 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari zvicharamba zviripo nokusingaperi, hapana chingawedzerwe pazviri kana chingabviswe pazviri. Mwari akaita izvozvo kuitira kuti vanhu vamutye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3Muparidzi 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari, zvichagara nokusingaperi; hakune chinhu chingawedzerwa, kana chingabviswa pazviri; Mwari akazviita izvozvo, kuti vanhu vamutye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3