Muparidzi 4:12
Muparidzi 4:12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana munhu akaʋamba mumŋe, ʋaʋiri ʋaŋgamudziʋisa; rwonzi rwakakoshwa mutatu haruŋgakurumidzi kuɗamburwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4Muparidzi 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Munhu angagone zvake kukurira munhu ari oga asi vaviri vanogona kumirisana naye. Tambo yakakoswa netambo nhatu haikurumidzi kudambuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4Muparidzi 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu mumwe chete angakurirwa simba, asi vaviri vanozvidzivirira. Rwodzi rwakakoswa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4