Muparidzi 4:4
Muparidzi 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndakaona kuti kushanda kwose nokuwana kwose kwomunhu kunobva pakuchiva muvakidzani wake. Izviwo hazvina maturo, kudzinganisana nemhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4Muparidzi 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Uyewo ndakaona kuti kushingaira nebasa kose kunoitwa nokubudirira kose kunoitwa kunobva mumapitse anoita munhu kune mumwe wake. Kana izvozvi hazvinzwisisiki uye kunongova kudzingirira mhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4Muparidzi 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona kubata kwose noumhizha hwose pakubata, kuti munhu anovengwa nowokwake pamusoro pazvo. Naizvozvo hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4Muparidzi 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyewo ndakaona kuti kushingaira nebasa kose kunoitwa nokubudirira kose kunoitwa kunobva mumapitse anoita munhu kune mumwe wake. Kana izvozvi hazvinzwisisiki uye kunongova kudzingirira mhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 4