Muparidzi 5:1
Muparidzi 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chenjerera rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari. Enda pedyo undonzwa pano kuti upe chibayiro chamapenzi, vasingazivi kuti vanoita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngwarira rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari; nokuti kuswedera kuzonzwa kunopfuura kubayira chibayiro chamapenzi; nokuti havazivi kuti vanoita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chenjerera mafambiro ako kana uchienda kuimba yaMwari. Zviri nani kuendako pamusana pokuda kuteerera pano kundopira chibayiro chamapenzi nokuti havazivi kuti vari kuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5