Muparidzi 5:19
Muparidzi 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamusoro pezvo, Mwari paanopa munhu upi zvake mari nezvinhu, uye achiita kuti akwanise kuti afadzwe nazvo kuti agamuchire mugove wake uye kuti afadzwe nebasa rake, ichi chipo chinobva kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu mumwe nomumwewo, akapiwa naMwari pfuma nezvakawanda, akapiwawo simba kuti azvidye, nokutora icho chipo chinobva kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ichiwo chipo chaMwari chokuti munhu wose anopiwa upfumi nepfuma nesimba rokugona kufadzwa nazvo, agone kugamuchira mugove wake nokuwanawo rufaro runobva mubasa raanoshingairira kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5