VaEfeso 3:20
VaEfeso 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3VaEfeso 3:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3VaEfeso 3:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3