VaEfeso 3:20-21
VaEfeso 3:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, ngaave nokubwinya musangano muna Kristu Jesu, kusvikira kumarudzi ose nokusingaperi-peri, Ameni.
VaEfeso 3:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu, ngaave nokubwinya mukereke uye nomuna Kristu Jesu kumarudzi namarudzi, nokusingaperi-peri! Ameni.
VaEfeso 3:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge iye ngaarumbidzwe musangano uye muna Kristu Jesu kuzvizvarwa nezvizvarwa narini narini wose Ameni.
VaEfeso 3:20-21 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu, ŋgaaʋe nokubginya mukereke munaKristu Jesu, kuȿikira kumarudzi ose nokusiŋgaperi‐peri, Ameni.
VaEfeso 3:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)