VaEfeso 5:15-16
VaEfeso 5:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera, muchishandisa mikana yose, nokuti mazuva akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo chenjerai kwazvo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba savasina kuchenjera asi savakachenjera; mungwarire nguva yenyu, nokuti mazuva akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Nyatsoshandisai nguva yenyu nokuti kwaipa mazuva ano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5