Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 5:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaEfeso 5:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nenzira imwe cheteyo, varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo chaiyo. Uyo anoda mukadzi wake anozvida iye pachake.

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 5 BDSC

VaEfeso 5:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 5 SNA2002

VaEfeso 5:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Saiɀoɀo ʋo ʋarume ʋanofanira kuɗa ʋakadzi ʋaʋo semiʋiri yaʋo. Unoɗa mukadzi wake, unoɀiɗa

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 5 SUB1949

VaEfeso 5:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 5 SCLB

VaEfeso 5:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 5 SCLBD