VaEfeso 5:31
VaEfeso 5:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo munhu achasiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake; ivavo vaviri vachava nyama imwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba namai vake uye asanganiswe nomukadzi, uye vaviri vachava nyama imwe chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5