Esteri 1:1
Esteri 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino pamazuva aAhashivheroshi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;)
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1Esteri 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi ndizvo zvakaitika panguva yaZekisesi, uya Zekisesi akatonga nyika zana namakumi maviri nenomwe kubva kuIndia kusvika kuEtiopia
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1Esteri 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1