Esteri 1:12
Esteri 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vahosi Vashiti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatsamwa kwazvo, shungu dzake dzikamuka mukati make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1Esteri 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pakasvika shoko rakanga rarayirwa namambo, vaHosi Vhashiti vakaramba kuuya. Ipapo mambo akashatirwa zvikuru uye akatsva nehasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1Esteri 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vahosi vamambo, Vhashiti, akaramba kuuya sokurayirwa kwakanga kwaitwa vayuniki ava namambo. Izvozvi izvi zvakashatirisa mambo akaviruka chaizvo nehasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 1