Esteri 10:2
Esteri 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye mabasa ake ose esimba noukuru nerondedzero youkuru hwaModhekai hwaakanga asimudzirwa namambo, haana kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eMedhia nePezhia?
Esteri 10:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mabasa ake ose echikuriri, nesimba rake, uye zvose zvoukuru hwaModhekai, hwaakakudzwa nahwo namambo, hazvina kunyorwa here pabhuku yamakoronike amadzimambo eMedhia nePerisa?
Esteri 10:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Noukuru hwake nesimba raaiva naro, mabasa ose aakaita nenhoroondo chaiyo izere yokududza pachena ukuru ukuru hwaModhekai hwaakapiwa naiye mambo zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo ePezhiya neeMidhia.
Esteri 10:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino maɓasa ake ose ecikuriri, nesimba rake, ʋuye ɀose ɀoʋukuru bgaMordekai, bgaakakudzwa nabgo namambo, haɀina‐kunyorwa here pabuku yamakoronike amadzimambo eMedia nePersia?
Esteri 10:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)