Esteri 3:2
Esteri 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino varanda vose vamambo vakanga vari pasuo ramambo vakakotama nokupfugamira Hamani; nokuti mambo akanga araira saizvozvo pamusoro pake. Asi Modhekai haana kukotama kana kumupfugamira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 3Esteri 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vabati vose vomuumambo vaimira pamusuo vakamupfugamira vakapa rukudzo kuna Hamani, nokuti mambo akanga arayira kuti aitirwe izvi. Asi Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 3Esteri 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino makurukota ose amambo akanga ari epasuo guru rokwamambo vaikotama vachiremekedza Hamani nokuti ndozvakanga zvatemwa namambo nezvake. Asi Modhekai haaipfugama achimugwadamira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Esteri 3