Ekisodho 14:13
Ekisodho 14:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, mirai, mugoʋona sunuŋguro yaJehova, yaacakuitirai nhasi, nokuti ʋaEgipita ʋamaʋona nhasi, hamuŋgazoʋaʋoni ɀe nokusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14Ekisodho 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Asi Mosesi akati kuvanhu, “Musatye zvenyu, batai mwoyo. Nhasi uno muchaona kununurwa kwamuchaitwa naTenzi. Ivava vaIjipiti vamuri kuona nhasi, hamuchazovaonizve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14Ekisodho 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mozisi akapindura vanhu akati, “Musatya. Mirai nesimba uye muchaona kusunungura kwaJehovha kwaachakuitirai nhasi. VaIjipita vamunoona nhasi hamuchazovaonizve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 14