Ekisodho 16:12
Ekisodho 16:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndanzwa kunyunyuta kwavaIsiraeri. Vaudze kuti manheru muchange muchidya nyama, mangwanani muchidya chingwa muchiguta. Ndipo pamuchazoziva kuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 16Ekisodho 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndanzwa kupopota kwavaIsraeri. Vaudze kuti, ‘Panguva yorubvunzavaeni muchadya nyama, uye mangwanani muchaguta nechingwa. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 16Ekisodho 16:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndanzwa kupopota kwavana vaIsiraeri; taura navo uti, ‘Madekwana muchadya nyama, fume mangwana muchaguta zvingwa;’ zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, Mwari wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 16