Ekisodho 18:19
Ekisodho 18:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18Ekisodho 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nditeerere iye zvino ndigokupa zano, uye Mwari ngaave newe. Unofanira kuva mumiririri wavanhu pamberi paMwari uye ugouyisa magakava avo kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18Ekisodho 18:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Teerera zvino izwi rangu, ndikurairire, Mwari agova newe. Iwe umirire vanhu pamberi paMwari, uise mashoko avo kuna Mwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18