Ekisodho 21:23-25
Ekisodho 21:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kana pane kukuvara kwakaipisisa, unofanira kutora upenyu noupenyu, ziso neziso, zino nezino, ruoko noruoko, tsoka netsoka, kutsva nokutsva, ronda neronda, vanga nevanga.
Ekisodho 21:23-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana achinge akuvadzwa kwazvo, iye anofanira kutsiva upenyu noupenyuwo, ziso neziso, zino nezino, ruoko noruoko, rutsoka norutsoka, kutsva nokutsva, vanga nevanga, kukuvadzwa nokukuvadzwa.
Ekisodho 21:23-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kana mukadzi uyu achinge akuvadzwa, murume amukuvadza ngaarangwe sezvinoreva mutemo unoti, upenyu ngahutsiviwe noupenyu, ziso neziso, zino ritsiviwewo nezino, ruoko noruoko, gumbo richitsiviwawo negumbo, apisa mumwe ngaapiswewo, akuvadza mumwe ngaakuvadzwewo, arova mumwe ngaarohwewo.
Ekisodho 21:23-25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kana aciŋge akuʋadzwa kwaɀo, iye unofanira kutsiʋa ʋupenyu noʋupenyu ʋo, ziso neziso, zino nezino, ruʋoko noruʋoko, rutsoka norutsoka, kutȿa nokutȿa, ʋaŋga neʋaŋga, kukuʋadzwa nokukuʋadzwa.
Ekisodho 21:23-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)