Ekisodho 22:25
Ekisodho 22:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ukapa mumwe wavanhu vangu vaunavo chikwerete chemari, ari murombo, usaita kwaari somupi wechikwerete; usareva mhindu kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 22Ekisodho 22:25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana ukapa mumŋe waʋanhu ʋaŋgu ʋaunaʋo cikwerete cemari, ari murombo, usaita kwaari somupi wecikwerete; usareʋa mhindu kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 22Ekisodho 22:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kana mukakweretesa mari kuno mumwe wavanhu vangu vari pakati penyu vanoshaya, musaita somunhu webasa rokukweretesa; musamuripisa yava nemhindu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 22