Ekisodho 29:45-46
Ekisodho 29:45-46 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichagara pakati pavana vaIsiraeri, kuti ndive Mwari wavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha wavo, wakavabudisa panyika yeIjipiti, kuti ndigare pakati pavo; ndini Jehovha Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:45-46 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndicagara pakati paʋana ʋaIsraeri, kuti ndiʋe Mŋari waʋo. Ʋacaziʋa kuti ndini Jehova waʋo, wakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita, kuti ndigare pakati paʋo; ndini Jehova Mŋari waʋo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:45-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndichagara pakati pavaIsraeri uye ndigova Mwari wavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, akavabudisa kubva muIjipiti kuitira kuti ndigogara pakati pavo. Ndini Jehovha Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29Ekisodho 29:45-46 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndichagara pakati pavaIsiraeri, ndiri Mwari wavo. Ipapo vachazoziva kuti ini Tenzi ndini Mwari wavo akavaburitsa munyika yeIjipiti kuti ndigare pamwechete navo. Ndini Tenzi, Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 29