Ekisodho 3:10
Ekisodho 3:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ɀino ʋuya ndikutume kunaFarao, kuti undoɓuɗisa ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋaIsraeri muEgipita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka chienda, zvino, ndiri kukutuma kuna Faro kuti undobudisa vanhu vangu vaIsraeri kubva muIjipiti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3