Ekisodho 3:14
Ekisodho 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akati kuna Mozisi, “NDIRI WANDIRI. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: ‘NDIRI’ andituma kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana vaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3Ekisodho 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 3