Ekisodho 32:30
Ekisodho 32:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fume mangwana Mozisi akati kuvanhu, “Maita chitadzo chikuru. Asi zvino ndichaenda kuna Jehovha; zvimwe ndingagona kukuitirai yananiso nokuda kwechivi chenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 32Ekisodho 32:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino fume mangwana Mosesi akati kuvanhu, “Imi makatadza nokutadza kukuru, asi zvino ini ndichakwira kuna Jehovha, zvimwe ndingayananisira zvivi zvenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 32Ekisodho 32:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 32