Ekisodho 36:3
Ekisodho 36:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokupa nokuzvisarudzira mangwanani oga oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 36Ekisodho 36:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakapiwa naMosesi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana vaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemwoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 36Ekisodho 36:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 36