Ekisodho 39:43 - Compare All Versions
Ekisodho 39:43 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakanga kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 39 BDSCEkisodho 39:43 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mosesi akavaropafadza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 39 SNA2002Ekisodho 39:43 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 39 SCLBDEkisodho 39:43 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mosesi akatarira maɓasa ose, akaʋona kuti ʋakaŋga ʋaaita seɀakaŋga ɀarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita; Mosesi akaʋaropafadza.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 39 SUB1949Ekisodho 39:43 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero.
Pakurirana nevamwe
Ekisodho 39 SCLB