Ekisodho 5:1
Ekisodho 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwaizvozvo Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakati, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: ‘Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondiitira mutambo kurenje.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shure kwaizvozvo Mosesi naAroni vakaenda, vakati kuna Farao, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Tendera vanhu vangu kuenda, kuti vandiitire mutambo murenje.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5