Ekisodho 5:2
Ekisodho 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Faro akati, “Jehovha ndianiko, kuti ndigomuteerera uye ndigorega vaIsraeri vachienda? Handimuzivi Jehovha iyeye uye handidi kurega vaIsraeri vachienda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farao akati, “Jehovha ndiye aniko, kuti nditeerere izwi rake, kuti nditendere vaIsiraeri kuenda? Handimuzivi iye Jehovha, neni handingatenderi vaIsiraeri kuenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Farao akati, “Ko Tenzi iyeyo ndiani chaizvoizvo wandinganzi ini nditeerere, ndigorega vaIsiraeri vachienda? Tenzi wacho handimuzivi. Saka ini handibvumirewo vaIsiraeri kuenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5