Ekisodho 5:22
Ekisodho 5:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, mauyisireiko dambudziko pamusoro pavanhu ava? Ndizvo zvamakanditumira here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Ishe, maitireiko vanhu ava zvakaipa? Manditumireiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5Ekisodho 5:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 5