Ekisodho 6:1
Ekisodho 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino uchaona zvandichaita kuna Faro. Nokuda kworuoko rwangu rune simba achavaregera kuti vaende; nokuda kworuoko rwangu rune simba achavadzinga munyika make.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Zvino muchaona zvandichaitira Farao, nokuti achavatendera kuenda noruoko rune simba, uchavadzinga munyika yake noruoko rune simba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6