Ekisodho 6:6
Ekisodho 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo, uti kuvaIsraeri, ‘Ndini Jehovha, uye ndichakubudisai kubva pasi pejoko ravaIjipita. Ndichakusunungurai kuti musava nhapwa kwavari, uye ndichakudzikinurai noruoko rwakatambanudzwa uye nokutonga kwamabasa makuru.
Ekisodho 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo muti kuvana vaIsiraeri, ‘Ndini Jehovha, ini ndichakubudisai pamirimo yavaIjipiti, ndichakusunungurai pauranda hwenyu, ndichakudzikinurai noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutonga kukuru.’
Ekisodho 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo udza vaIsiraeri kuti, ‘Ini ndini Tenzi uye ndini ndichakusunungurai pajoko rinorema ramuri kutakudzwa navaIjipiti.’ Ndichakununurai muuranda ihwohwo. Ndichakudzikinurai nesimba rangu guru, ndichiranga vaIjipiti zvinorwadza.
Ekisodho 6:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo muti kuʋana ʋaIsraeri: Ndini Jehova, ini ndicakuɓuɗisai pamirimo yaʋaEgipita, ndicakusunuŋgurai paʋuranda bgenyu, ndicakudzikinurai noruʋoko rwakatambanudzwa, ʋuye nokutoŋga kukuru.
Ekisodho 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)