Ekisodho 6:7
Ekisodho 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakutorai savanhu vangu, uye ndichava Mwari wenyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubvisai pasi pejoko ravaIjipita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakutorai imi kuti muve vanhu vangu, ini ndichava Mwari wenyu, iye anokubudisai pamirimo yavaIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakuitai vanhu vangu, ini ndichivawo Mwari wenyu. Kana ndakununurai muuranda muIjipiti, ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi, Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6