Ekisodho 8:24
Ekisodho 8:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha akaita izvozvo. Mabute enhunzi akapinda mumuzinda maFaro uye nomudzimba dzamachinda ake, uye muIjipiti yose, nyika yakaparadzwa namabute enhunzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 8Ekisodho 8:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru-kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 8Ekisodho 8:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 8